Isaya 26:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi imi Tenzi makapamhidzira vanhu kurudzi rwedu, muchitiwanziridza murudzi rwedu. Imi munorumbidzwa makawedzeredza nyika yacho yose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mawanza rudzi, Jehova, mawanza rudzi; makurumbira, makurisa miganho yose yenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Mawanza rudzi, Jehovha, mawanza rudzi; makurumbira, makurisa miganho yose yenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi imi Tenzi makapamhidzira vanhu kurudzi rwedu, muchitiwanziridza murudzi rwedu. Imi munorumbidzwa makawedzeredza nyika yacho yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi imi Tenzi makapamhidzira vanhu kurudzi rwedu, muchitiwanziridza murudzi rwedu. Imi munorumbidzwa makawedzeredza nyika yacho yose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Makakurisa rudzi, imi Jehovha; makakurisa rudzi. Makazviwanira mukurumbira; mukakurisa miganhu yose yenyika. Viz kapitola |