Isaya 26:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Madzishe acho iwayo akafa haachazombovazve mapenyu, vangova mimvuri havachazombomuka, ndokusaka makavaranga nokuvaparadza mukavatsakatisa zvokusamboyeukwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakafa haʋaŋgararami ɀe, ʋaparara, haʋazomuki ɀe; saka makaȿika kwaʋari, mukaʋaparadza, nokugumisa kuraŋgarirwa kwaʋo kwose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vakafa havangararamizve, vaparara, havazomukizve; saka makasvika kwavari, mukavaparadza, nokugumisa kurangarirwa kwavo kwose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Madzishe acho iwayo akafa haachazombovazve mapenyu, vangova mimvuri havachazombomuka, ndokusaka makavaranga nokuvaparadza mukavatsakatisa zvokusamboyeukwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Madzishe acho iwayo akafa haachazombovazve mapenyu, vangova mimvuri havachazombomuka, ndokusaka makavaranga nokuvaparadza mukavatsakatisa zvokusamboyeukwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ivo vakafa zvino, havachararamizve; mweya yavakafa haimuki. Makavaranga mukavaparadza; makabvisa chirangaridzo chavo. Viz kapitola |