Isaya 25:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pagomo irori, Tenzi wehondo nehondo achaitira ndudzi dzose dzavanhu mabiko ezvakakora, mabiko ewaini isina kana kasese, mabiko ezvakakora zvizere mwongo ewaini yamasese akanyatsosvinwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Pagomo iri Jehova wehondo ucagadzirira marudzi ose aʋanhu mutambo weɀakakora, mutambo wewaini yakagara pamasese, weɀakakora ɀizere nomŋoŋgo, wewaini yakagara pamasese yakaȿinwa ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Pagomo iri Jehovha wehondo achagadzirira marudzi ose avanhu mutambo wezvakakora, mutambo wewaini yakagara pamasese, wezvakakora zvizere nomwongo, wewaini yakagara pamasese yakasvinwa zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pagomo irori, Tenzi wehondo nehondo achaitira ndudzi dzose dzavanhu mabiko ezvakakora, mabiko ewaini isina kana kasese, mabiko ezvakakora zvizere mwongo ewaini yamasese akanyatsosvinwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pagomo irori, Tenzi wehondo nehondo achaitira ndudzi dzose dzavanhu mabiko ezvakakora, mabiko ewaini isina kana kasese, mabiko ezvakakora zvizere mwongo ewaini yamasese akanyatsosvinwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pamusoro pegomo iri, Jehovha Wamasimba Ose achagadzirira vanhu vose mutambo wezvakakora, namabiko ewaini yakare, nyama yakanakisa uye newaini yakaisvonaka. Viz kapitola |