Isaya 25:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Achatambanudza maoko ake ari mukati maro sokutambanudza kunoita munhu anenge oda kushambira, asi Tenzi achaninipisa kuzvikudza kwake ikoku pamwechete noumhizha hwamaoko ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ucatambanudza maʋoko ake imomo, somunhu unotambanudza maʋoko ake kana acishambira; asi Jehova ucaɗeredza kuɀikudza kwake pamŋe cete nenjere dzamaʋoko ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Achatambanudza maoko ake imomo, somunhu anotambanudza maoko ake kana achishambira; asi Jehovha achaderedza kuzvikudza kwake pamwechete nenjere dzamaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Achatambanudza maoko ake ari mukati maro sokutambanudza kunoita munhu anenge oda kushambira, asi Tenzi achaninipisa kuzvikudza kwake ikoku pamwechete noumhizha hwamaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Achatambanudza maoko ake ari mukati maro sokutambanudza kunoita munhu anenge oda kushambira, asi Tenzi achaninipisa kuzvikudza kwake ikoku pamwechete noumhizha hwamaoko ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vachatambanudza maoko avo mariri, somushambiri anotambanudza maoko ake kuti ashambire. Mwari achaderedza kuzvikudza kwavo, kunyange vachigona kuita zvakanaka namaoko avo, Viz kapitola |