Isaya 24:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo rushambwa rwaparadza pasi pose vagari vemo vanotambudzikira mhosva dzavo. Ndokusaka vagari vepasi pose vakatsva kwasara vanhu vashoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Saka kutuka kwaMŋari kwapedza nyika, naʋagere’mo ʋaʋa nemhoȿa; saka ʋagere munyika ʋapiswa, ʋaŋgosara ʋanhu ʋashoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Saka kutuka kwaMwari kwapedza nyika, navageremo vava nemhosva; saka vagere munyika vapiswa, vangosara vanhu vashoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo rushambwa rwaparadza pasi pose vagari vemo vanotambudzikira mhosva dzavo. Ndokusaka vagari vepasi pose vakatsva kwasara vanhu vashoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Naizvozvo rushambwa rwaparadza pasi pose vagari vemo vanotambudzikira mhosva dzavo. Ndokusaka vagari vepasi pose vakatsva kwasara vanhu vashoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Naizvozvo chituko chinoparadza nyika, vanhu vayo vanofanira kuzvitakurira mhosva dzavo. Naizvozvo vagari vomunyika vapiswa, uye vashoma ndivo vasara. Viz kapitola |