Isaya 24:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nyika iri kudzedzereka sechidhakwa, iri kuzvebuka semba. Kukanganisa kwayo kuri kuiremera, iri kutoputsika, haichazombomukazve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nyika icadzedzereka somunhu wakaɓatwa, icaɗeŋgenyeka seɗumba; kuɗarika kwayo kucairemedza kwaɀo, icawa, ikasasimuka ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nyika ichadzedzereka somunhu akabatwa, ichadengenyeka sedumba; kudarika kwayo kuchairemedza kwazvo, ichawa, ikasasimukazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nyika iri kudzedzereka sechidhakwa, iri kuzvebuka semba. Kukanganisa kwayo kuri kuiremera, iri kutoputsika, haichazombomukazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nyika iri kudzedzereka sechidhakwa, iri kuzvebuka semba. Kukanganisa kwayo kuri kuiremera, iri kutoputsika, haichazombomukazve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Nyika yodzedzereka sechidhakwa, inozengaira semba iri mumhepo; kudarika nokumukira kwayo kwairemera kwazvo, zvokuti inowa, ikasazomukazve. Viz kapitola |