Online Bible

- Reklamy -

Isaya 24:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Izvozvo ndozvazvichaita mukati menyika, pakati pamarudzi avanhu sezvinongoita muti womuorivhi kana wagumwa, sepanguva yokufuhwa magirepisi nguva yokusvina waini yapera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Nokuti ndiɀo ɀaɀicaita panyika pakati pamarudzi aʋanhu, ɀicafanana nokuzuzwa kwomuoriʋi, neɀakasara kana mizambiriŋga yakohwiwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Nokuti ndizvo zvazvichaita panyika pakati pamarudzi avanhu, zvichafanana nokuzuzwa kwomuorivhi, nezvakasara kana madzambiringa yakohwiwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Izvozvo ndozvazvichaita mukati menyika, pakati pamarudzi avanhu sezvinongoita muti womuorivhi kana wagumwa, sepanguva yokufuhwa magirepisi nguva yokusvina waini yapera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Izvozvo ndozvazvichaita mukati menyika, pakati pamarudzi avanhu sezvinongoita muti womuorivhi kana wagumwa, sepanguva yokufuhwa magirepisi nguva yokusvina waini yapera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ndizvo zvazvichaita munyika napakati pendudzi, zvichafanana nokuzunzwa kwomuorivhi, kana sezvinosara pakunongwa shure kwegohwo ramazambiringa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 24:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy