Isaya 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Rave jemedzanwa mumigwagwa, pamusana pokushaya waini mafaro ose asvika kumapeto kwawo, rufaro rwapanyika rwarambidzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kucema kunonzwika panzira dzomumusha nokuɗa kwewaini; mufaro wose waȿiɓa, kufara kwenyika kwaenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Kuchema kunonzwika panzira dzomumusha nokuda kwewaini; mufaro wose wasviba, kufara kwenyika kwaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Rave jemedzanwa mumigwagwa, pamusana pokushaya waini mafaro ose asvika kumapeto kwawo, rufaro rwapanyika rwarambidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Rave jemedzanwa mumigwagwa, pamusana pokushaya waini mafaro ose asvika kumapeto kwawo, rufaro rwapanyika rwarambidzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vochemera waini mumigwagwa; mufaro wose washanduka wava kusuwa, mupururu wabviswa panyika. Viz kapitola |