Online Bible

- Reklamy -

Isaya 24:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Chinzwai, Tenzi achaparadza pasi pose Achipaita renje achawondonga nyika achimwararanisa vageremo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Tarirai, Jehova unobvisa ɀose panyika nokuiparadza, nokuitsindikira, nokuparadzira ʋagere mairi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Tarirai, Jehovha anobvisa zvose panyika nokuiparadza, nokuitsindikira, nokuparadzira vagere mairi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Chinzwai, Tenzi achaparadza pasi pose Achipaita renje achawondonga nyika achimwararanisa vageremo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Chinzwai, Tenzi achaparadza pasi pose Achipaita renje achawondonga nyika achimwararanisa vageremo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Tarirai, Jehovha ari kuzoparadza nyika achiiparadza zvachose; achanyangadza kutarisika kwayo uye achaparadzira vanogaramo,

Viz kapitola kopírovat

Isaya 24:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy