Isaya 22:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mapani enyu akanakisisa achiti shutu nengoro dzehondo, varwi vemabhiza vamira panzvimbo dzavo pamusuo mukuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo mipata yenyu yakaiȿo‐naka yakazara neŋgoro, naʋataȿi ʋamabiza ʋakaɀigadzirira kurwa pasuʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo mipata yenyu yakaisvonaka yakazara nengoro, navatasvi vamabhiza vakazvigadzirira kurwa pasuo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mapani enyu akanakisisa achiti shutu nengoro dzehondo, varwi vemabhiza vamira panzvimbo dzavo pamusuo mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mapani enyu akanakisisa achiti shutu nengoro dzehondo, varwi vemabhiza vamira panzvimbo dzavo pamusuo mukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mipata yako yakaisvonaka yakazara nengoro, uye vatasvi vamabhiza vakaiswa pamasuo eguta; Viz kapitola |