Isaya 22:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hoko kupembera nokusasana pachibayiwa mombe nehwai nokudyira-dyira nyama nokunwira-nwira waini vachiti, “Ngatidyei tinwe nokuti mangwana tinofa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 asi tarirai, makaʋa nomufaro nokupembera, nokuɓayiwa kweŋombe, nokushizhwa kwamakwai, nokudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini, muciti: Ŋgatidye, ŋgatinwe, nokuti maŋgwana tinofa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 asi tarirai, makava nomufaro nokupembera, nokubayiwa kwemombe, nokushizhwa kwamakwai, nokudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini, muchiti, “Ngatidye, ngatinwe, nokuti mangwana tinofa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hoko kupembera nokusasana pachibayiwa mombe nehwai nokudyira-dyira nyama nokunwira-nwira waini vachiti, “Ngatidyei tinwe nokuti mangwana tinofa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Hoko kupembera nokusasana pachibayiwa mombe nehwai nokudyira-dyira nyama nokunwira-nwira waini vachiti, “Ngatidyei tinwe nokuti mangwana tinofa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi tarirai, kune mufaro nokupembera, kubayiwa kwemombe nokuurayiwa kwamakwai, kudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini! Munoti, “Ngatidyei uye tinwe, nokuti mangwana tichafa!” Viz kapitola |