Online Bible

- Reklamy -

Isaya 22:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pazuva iroro Tenzi Mwari wehondo nehondo akati vanhu vaungudze kuchema vaine miparavara vakapfeka hanzu dzamasaga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino nezuʋa iro Ishe, Jehova wehondo, wakakuɗanirai kumisodzi, nokukucema, nokukuʋeʋurwa mhazha, nokukufuka makudza;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino nezuva iro Ishe, Jehovha wehondo, akakudanirai kumisodzi, nokukuchema, nokukuveurwa mhanza, nokukufuka makudza;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pazuva iroro Tenzi Mwari wehondo nehondo akati vanhu vaungudze kuchema vaine miparavara vakapfeka hanzu dzamasaga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pazuva iroro Tenzi Mwari wehondo nehondo akati vanhu vaungudze kuchema vaine miparavara vakapfeka hanzu dzamasaga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ishe, Jehovha Wamasimba Ose, akakudaidzai pazuva iro kuti mucheme uye muungudze, kuti mudzure bvudzi renyu uye mufuge masaga.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 22:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy