Online Bible

- Reklamy -

Isaya 21:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Uye marimbirimbi evarwi vemiseve vokumagamba ehondo okuvanakomana vokwaKedhari vachava vashoma nokuti Tenzi Mwari weIsiraeri ndizvo zvaareva.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 ʋakasara ʋeɓoka raʋanofura noʋuta, iʋo ʋanhu ʋanesimba ʋaʋana ʋaKedari, ʋacaʋa ʋashoma; nokuti Jehova, Mŋari waIsraeri, wakaɀitaura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Vakasara veboka ravanofura nouta, ivo vanhu vane simba vavana veKedhari, vachava vashoma; nokuti Jehovha, Mwari waIsiraeri, akazvitaura.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Uye marimbirimbi evarwi vemiseve vokumagamba ehondo okuvanakomana vokwaKedhari vachava vashoma nokuti Tenzi Mwari weIsiraeri ndizvo zvaareva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Uye marimbirimbi evarwi vemiseve vokumagamba ehondo okuvanakomana vokwaKedhari vachava vashoma nokuti Tenzi Mwari weIsiraeri ndizvo zvaareva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Varume vouta vachapunyuka, ivo mhare dzeKedhari vachava vashoma.” Jehovha, Mwari weIsraeri ataura.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 21:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy