Isaya 21:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 nokuti Tenzi akanditi, “Gore risati rapera sezvakangoita makore amarikicho mbiri yose yokwaKedhari ichapera kuti hwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti heɀi ɀandakaʋudzwa naJehova: Gore risati rapera, samakore omunhu unoɓatira muɓairo, mbiri yose yaKedari icapera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti hezvi zvandakaudzwa naJehovha, “Gore risati rapera, samakore omunhu anobatira mubayiro, mbiri yose yeKedhari ichapera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 nokuti Tenzi akanditi, “Gore risati rapera sezvakangoita makore amarikicho mbiri yose yokwaKedhari ichapera kuti hwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 nokuti Tenzi akanditi, “Gore risati rapera sezvakangoita makore amarikicho mbiri yose yokwaKedhari ichapera kuti hwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zvanzi naJehovha kwandiri: “Pachinguva chegore rimwe chete, sokuverenga kungaita mushandi akabatwa nechibvumirano, kuzvikudza kwose kweKedhari kuchapera. Viz kapitola |