Online Bible

- Reklamy -

Isaya 21:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 nokuti vakatiza mapakatwa, vachitiza bakatwa rakaburitswa muhara, nouta hwakanga hwatatamurwa, kuri kutiza hondo yatsviriridza kurwiwa

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nokuti ʋakaŋga ʋacitiza minondo, minondo yakavomorwa, noʋuta bgakakuŋgwa, nokumanikidzwa kwokurwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nokuti vakanga vachitiza minondo, minondo yakavhomorwa, nouta hwakakungwa, nokumanikidzwa kwokurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 nokuti vakatiza mapakatwa, vachitiza bakatwa rakaburitswa muhara, nouta hwakanga hwatatamurwa, kuri kutiza hondo yatsviriridza kurwiwa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 nokuti vakatiza mapakatwa, vachitiza bakatwa rakaburitswa muhara, nouta hwakanga hwatatamurwa, kuri kutiza hondo yatsviriridza kurwiwa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vari kutiza munondo, kubva kumunondo wavhomorwa, nokuuta hwawemburwa, uye nokupisa kwehondo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 21:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy