Isaya 21:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mutariri ndokuti, “Mangwanani achauya uye usiku huchauya zvakare. Kana uchida kuzobvunza, dzoka zvako uzobvunza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Murindi ndokuti: Mambakwedza oȿika, noʋusiku ʋo. Kana muciɗa kubvunza, bvunzai; dzokai, ʋuyai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Murindi ndokuti, “Mambakwedza osvika, nousikuwo. Kana muchida kubvunza, bvunzai; dzokai, uyai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mutariri ndokuti, “Mangwanani achauya uye usiku huchauya zvakare. Kana uchida kuzobvunza, dzoka zvako uzobvunza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mutariri ndokuti, “Mangwanani achauya uye usiku huchauya zvakare. Kana uchida kuzobvunza, dzoka zvako uzobvunza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nharirire inopindura ichiti, “Mambakwedza achauya, asi nousikuwo. Zvino kana uchida kubvunza, bvunza; uye ugodzokazve.” Viz kapitola |