Isaya 21:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nhai nyakupurwa, nyakuurutswa wangu zvandanzwa kuna Tenzi wehondo nehondo Mwari weIsiraeri, ndozvandinokuzivisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Haiwa, ʋanhu ʋaŋgu ʋakapurwa, ɀiyo ɀeɓuriro raŋgu, ɀandakanzwa kunaJehova wehondo, Mŋari waIsraeri, ndiɀo ɀandakakuziʋisai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Haiwa, vanhu vangu vakapurwa, zviyo zveburiro rangu, zvandakanzwa kuna Jehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ndizvo zvandakakuzivisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nhai nyakupurwa, nyakuurutswa wangu zvandanzwa kuna Tenzi wehondo nehondo Mwari weIsiraeri, ndozvandinokuzivisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Nhai nyakupurwa, nyakuurutswa wangu zvandanzwa kuna Tenzi wehondo nehondo Mwari weIsiraeri, ndozvandinokuzivisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Haiwa, vanhu vangu vapwanyirwa paburiro, ndinokuudzai zvandanzwa kubva kuna Jehovha Wamasimba Ose, kubva kuna Mwari waIsraeri. Viz kapitola |