Isaya 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Chiripo ndechokuti imi makaramba vanhu venyu, imba yaJakobho pamusana pokuti mavari muzere vashoperi vokumabvazuva nevanofembera namaminimini sevaFirisitia uye vanotorovana zvavo maoko nevechirudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti imi Jehova makasiya ʋanhu ʋenyu ʋeimba yaJakobo, nokuti ʋazere netsika dzinobva mabvazuʋa, ʋanoʋuka saʋaFiristia, ʋanoɓatana maʋoko naʋana ʋaʋatorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti imi Jehovha makasiya vanhu venyu veimba yaJakobho, nokuti vazere netsika dzinobva mabvazuva, vanouka savaFirisitia, vanobatana maoko navana vavatorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Chiripo ndechokuti imi makaramba vanhu venyu, imba yaJakobho pamusana pokuti mavari muzere vashoperi vokumabvazuva nevanofembera namaminimini sevaFirisitia uye vanotorovana zvavo maoko nevechirudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Chiripo ndechokuti imi makaramba vanhu venyu, imba yaJakobho pamusana pokuti mavari muzere vashoperi vokumabvazuva nevanofembera namaminimini sevaFirisitia uye vanotorovana zvavo maoko nevechirudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti makasiya vanhu venyu, ivo imba yaJakobho. Vakazara nezvinamato zvokuMabvazuva; vanoita zvokuvuka kufanana navaFiristia, vachibatana maoko nevedzimwe ndudzi. Viz kapitola |