Online Bible

- Reklamy -

Isaya 19:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ko zvino ngwazi dzenyu dziripi? Ngadzichikutauriraika, dzifanokuzivisai zvarongwa kuitwa kuIjipiti naTenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ʋaripiko ɀino iʋo ʋanhu ʋako ʋakacenjera? Ŋgaʋakuʋudze ɀino; ŋgaʋaziʋise ɀakafuŋgwa naJehova wehondo pamsoro peEgipita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Varipiko zvino ivo vanhu vako vakachenjera? Ngavakuudze zvino; ngavazivise zvakafungwa naJehovha wehondo pamusoro peIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ko zvino ngwazi dzenyu dziripi? Ngadzichikutauriraika, dzifanokuzivisai zvarongwa kuitwa kuIjipiti naTenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ko zvino ngwazi dzenyu dziripi? Ngadzichikutauriraika, dzifanokuzivisai zvarongwa kuitwa kuIjipiti naTenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zvino vakachenjera venyu varipiko? Ngavakuratidzei uye vakuzivisei zvakafungwa naJehovha Wamasimba Ose pamusoro peIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 19:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy