Isaya 19:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Machinda okuguta reZoani, mazipenzi chaiwo evanhu, ngwazi dzomakurukota aFarao dzinopa mazano asina nomusoro wose. Ndicho chii chamunotaura kuna Farao muchiti, “Ini ndiri mwanakomana wengwazi, mwanakomana wamadzimambo echinyakare?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Macinda eZoani mapenzi kwaɀo; mano amakota akaiȿo‐cenjera aFarao ashanduka ʋupenzi; munoreʋa seiko kunaFarao, muciti: Ndini mŋanakomana waʋakacenjera, mŋanakomana wamadzimambo akare? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Machinda eZoani mapenzi kwazvo; mano amakota akaisvochenjera aFarao ashanduka upenzi; munoreva seiko kuna Farao, muchiti, “Ndini mwanakomana wavakachenjera, mwanakomana wamadzimambo akare?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Machinda okuguta reZoani, mazipenzi chaiwo evanhu, ngwazi dzomakurukota aFarao dzinopa mazano asina nomusoro wose. Ndicho chii chamunotaura kuna Farao muchiti, “Ini ndiri mwanakomana wengwazi, mwanakomana wamadzimambo echinyakare?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Machinda okuguta reZoani, mazipenzi chaiwo evanhu, ngwazi dzomakurukota aFarao dzinopa mazano asina nomusoro wose. Ndicho chii chamunotaura kuna Farao muchiti, “Ini ndiri mwanakomana wengwazi, mwanakomana wamadzimambo echinyakare?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Machinda eZoani haasi chinhu asi mapenzi; makurukota aFaro akachenjera anopa zano risina mano. Mungareva sei kuna Faro, kuti, “Ndini mumwe wavakachenjera, mudzidzi wamadzimambo akare?” Viz kapitola |