Isaya 17:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 kunyange mukadziitisa kuti dzikure nezuva ramunodzidyara, muchidziitisa kuti dzitumbuke mangwanani ezuva ramunodzidyara zvokudzikohwa zvichakunzvengai ava mazuva enhamo nokurwara kusingarapiki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nomusi wokusima kwako, unouʋakira ruzhowa, fume maŋgwana unotumbusa mbeu dzako; asi kuceka kunotiza nezuʋa rokutambudzika nerokucema kukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nomusi wokusima kwako, unouvakira ruzhowa, fume mangwana unotumbusa mbeu dzako; asi kucheka kunotiza nezuva rokutambudzika nerokuchema kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 kunyange mukadziitisa kuti dzikure nezuva ramunodzidyara, muchidziitisa kuti dzitumbuke mangwanani ezuva ramunodzidyara zvokudzikohwa zvichakunzvengai ava mazuva enhamo nokurwara kusingarapiki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 kunyange mukadziitisa kuti dzikure nezuva ramunodzidyara, muchidziitisa kuti dzitumbuke mangwanani ezuva ramunodzidyara zvokudzikohwa zvichakunzvengai ava mazuva enhamo nokurwara kusingarapiki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 kunyange pazuva raunoisima, ugoita kuti ikure, ugoita kuti ive namaruva, asi mukohwo uchava sapasina pazuva rehosha nokurwadziwa kusingarapiki. Viz kapitola |