Online Bible

- Reklamy -

Isaya 16:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Moabhu painouya ichizvitambudza kuuya panzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira painouya kunzvimbo yayo inoera kuzonamata, hapana chimuko kwairi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino kana Moabi aciɀiratidza pamberi paJehova, kana aciɀinetsa paɗunhu rakakwirira, nokupinda panɀimbo yake tȿene kuzonyeŋgetera, haaŋgatoŋgoɓatsirwi cinhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino kana Moabhi achizviratidza pamberi paJehovha, kana achizvinetsa padunhu rakakwirira, nokupinda panzvimbo yake tsvene kuzonyengetera, haangatongobatsirwi chinhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Moabhu painouya ichizvitambudza kuuya panzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira painouya kunzvimbo yayo inoera kuzonamata, hapana chimuko kwairi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Moabhu painouya ichizvitambudza kuuya panzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira painouya kunzvimbo yayo inoera kuzonamata, hapana chimuko kwairi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zvino kana Moabhu achizviratidza panzvimbo dzake dzakakwirira, anenge achingozvinetsa pachake; paanoenda kuimba yake kunonyengetera, zvinenge zvisina chazvinobatsira,

Viz kapitola kopírovat

Isaya 16:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy