Online Bible

- Reklamy -

Isaya 15:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mwoyo wangu unochema Moabhu, vanhu vayo vanotizira kuZoari, vanosvika kwose nokuEgiratisherishiya nokuti vanokwira mukwidza wokuRuhiti iri mhere chete kuhwihwidza nokunzira yokuHoronaimu vari kuchema kuparadzwa kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Mŋoyo waŋgu unoɗanidzira pamsoro paMoabi; ʋakuru ʋaʋo ʋanotizira Zoari, neEgrati‐sherishiya; nokuti ʋanokwira mukwidzwa waRuhiti ʋacicema; nokuti panzira inoenda Horonaimi ʋanocema nokucema kwokuparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Mwoyo wangu unodanidzira pamusoro paMoabhi; vakuru vavo vanotizira Zoari, neEgiratisherishiya; nokuti vanokwira mukwidzwa waRuhiti vachichema; nokuti panzira inoenda Horonaimi vanochema nokuchema kwokuparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mwoyo wangu unochema Moabhu, vanhu vayo vanotizira kuZoari, vanosvika kwose nokuEgiratisherishiya nokuti vanokwira mukwidza wokuRuhiti iri mhere chete kuhwihwidza nokunzira yokuHoronaimu vari kuchema kuparadzwa kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mwoyo wangu unochema Moabhu, vanhu vayo vanotizira kuZoari, vanosvika kwose nokuEgiratisherishiya nokuti vanokwira mukwidza wokuRuhiti iri mhere chete kuhwihwidza nokunzira yokuHoronaimu vari kuchema kuparadzwa kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Mwoyo wangu unodanidzira pamusoro peMoabhu; vatizi varo vanotiza kusvikira kuZoari, kusvikira kuEgirati-Sherishiya. Vanokwidza nenzira yokuRuhiti, vanofamba vachichema, munzira yokuHoronaimi vanochema kuparadzwa kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 15:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy