Online Bible

- Reklamy -

Isaya 14:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Chii chatichapindura nhume dzavaFirisitia? Tichati Tenzi akavaka guta reZioni, mariri vanhu varo vachawana pokuhwanda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀino nhume dzorudzi urwu ʋacadzipindurei? Kuti Jehova wakaʋamba Zioni, ʋanotambudzika ʋaʋanhu ʋake ʋacaʋandira’mo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zvino nhume dzorudzi urwu vachadzipindurei? Kuti, “Jehovha akavamba Zioni, vanotambudzika navanhu vake vachavandiramo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Chii chatichapindura nhume dzavaFirisitia? Tichati Tenzi akavaka guta reZioni, mariri vanhu varo vachawana pokuhwanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Chii chatichapindura nhume dzavaFirisitia? Tichati Tenzi akavaka guta reZioni, mariri vanhu varo vachawana pokuhwanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Ko, imhinduroi ichapiwa kunhume dzorudzi urwo? “Jehovha akasimbisa Zioni, uye mariri vanhu vake vanotambudzika vachawana pokuvanda.”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 14:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy