Isaya 14:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Iwe suo guru hwihwidza kuchema, iwe guta chema. Gwambai nokutya imi vaFirisitia, gwambai imi mose zvenyu. Nokuti kuri kuuya utsi huchibva kuchamhembe muhondo yake imomo hamuna mbwende.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Cema, iwe suʋo; ɗanidzira, iwe guta; wanyauka, iwe nyika yeFiristia, iwe nyika yose; nokuti kurutiʋi rwokumsoro kunobva ʋutsi, hapana‐unotiza pahondo dzake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 “Chema, iwe suo; danidzira, iwe guta; wanyauka, iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose; nokuti kurutivi rwokumusoro kunobva utsi, hapana anotiza pahondo dzake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Iwe suo guru hwihwidza kuchema, iwe guta chema. Gwambai nokutya imi vaFirisitia, gwambai imi mose zvenyu. Nokuti kuri kuuya utsi huchibva kuchamhembe muhondo yake imomo hamuna mbwende.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Iwe suo guru hwihwidza kuchema, iwe guta chema. Gwambai nokutya imi vaFirisitia, gwambai imi mose zvenyu. Nokuti kuri kuuya utsi huchibva kuchamhembe muhondo yake imomo hamuna mbwende.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ungudza iwe suo! Chema, iwe guta! Nyungudukai, imi vaFiristia mose! Gore routsi riri kuuya richibva kumusoro, uye hapana achatiza pasimba raro. Viz kapitola |