Isaya 14:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi varombo vokupedzesera vachafura zvavo mumafuro angu vapemhi vachinyatsogarikana, asi ndichauraya dzinde rako nenzara uye chitsama chevako chinenge chasara ndichachiuraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Mataŋgwe aʋarombo acadya, naʋanoshaiwa ʋacaʋata pasi ʋakafara; ndicaʋuraya mudzi wako nenzara, ʋakasara ʋako ʋacaʋurawa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Matangwe avarombo achadya, navanoshayiwa vachavata pasi vakafara; ndichauraya mudzi wako nenzara, vakasara vako vachaurawa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi varombo vokupedzesera vachafura zvavo mumafuro angu vapemhi vachinyatsogarikana, asi ndichauraya dzinde rako nenzara uye chitsama chevako chinenge chasara ndichachiuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi varombo vokupedzesera vachafura zvavo mumafuro angu vapemhi vachinyatsogarikana, asi ndichauraya dzinde rako nenzara uye chitsama chevako chinenge chasara ndichachiuraya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Murombo wavarombo achawana mafuro, uye vanoshayiwa vacharara pasi murugare. Asi ndichaparadza mudzi wako nenzara; ichauraya vakasara vako. Viz kapitola |