Online Bible

- Reklamy -

Isaya 14:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Tenzi wehondo nehondo apika achiti, “Zvandakaronga ndizvo zvichaitika izvozvo uye zvandakati zvinoitwa ndizvo zvinoitika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Jehova wehondo wakapika, aciti: Ɀirokwaɀo, seɀandakafuŋga, ndiɀo ɀaɀicaitika; seɀandakaraŋgarira, ɀicamira saiɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Jehovha wehondo akapika, achiti, “Zvirokwazvo, sezvandakafunga, ndizvo zvichaitika; sezvandakarangarira, zvichamira saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Tenzi wehondo nehondo apika achiti, “Zvandakaronga ndizvo zvichaitika izvozvo uye zvandakati zvinoitwa ndizvo zvinoitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Tenzi wehondo nehondo apika achiti, “Zvandakaronga ndizvo zvichaitika izvozvo uye zvandakati zvinoitwa ndizvo zvinoitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Jehovha Wamasimba Ose akapika achiti: “Zvirokwazo sezvandakafunga ndizvo zvichaitika, uye sezvandakarangarira ndizvo zvichaitika.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 14:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy