Isaya 14:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndichaiita kuti ive musha wenguruve dzomusango namadziva emvura ndichaitsvaira nomutsvairo wokuparadza ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ndicariita nɀimbo inogarwa nenuŋgu, ʋuye madziʋa emvura; ndicaritȿaira nomutȿairo wokuparadza, ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ndichariita nzvimbo inogarwa nenhungu, uye madziva emvura; ndicharitsvaira nomutsvairo wokuparadza, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndichaiita kuti ive musha wenguruve dzomusango namadziva emvura ndichaitsvaira nomutsvairo wokuparadza ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ndichaiita kuti ive musha wenguruve dzomusango namadziva emvura ndichaitsvaira nomutsvairo wokuparadza ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Ndichaishandura kuti ive nzvimbo yamazizi nenyika yamachawi; ndicharitsvaira nomutsvairo wokuparadza,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. Viz kapitola |