Isaya 14:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, “Ndichavamukira ndigotsakatisa muBhabhironi zita nechitsama chacho chakasara, mwana wose zvake nechizukuru chose, ndizvo zviri kurehwa naTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀanzi naJehova wehondo: Ndicaʋamukira, ndicatorera Babironi zita naʋakasara, naʋana naʋana ʋaʋana, ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvanzi naJehovha wehondo, “Ndichavamukira, ndichatorera Bhabhironi zita navakasara, navana, navana vavana, ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, “Ndichavamukira ndigotsakatisa muBhabhironi zita nechitsama chacho chakasara, mwana wose zvake nechizukuru chose, ndizvo zviri kurehwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, “Ndichavamukira ndigotsakatisa muBhabhironi zita nechitsama chacho chakasara, mwana wose zvake nechizukuru chose, ndizvo zviri kurehwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Ndichavamukira ini,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Ndichabvisa zita rake navakasara vake kubva kuBhabhironi, vana vake navana vavana vake,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitola |