Online Bible

- Reklamy -

Isaya 14:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Gadzirirai kuuraya vanakomana vake pamusana pemhosva dzamadzibaba avo, vangadaro vakamukira nyika vakaiita yavo vakazadza pasi pano pose namaguta.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Gadzirirai ʋana ʋake paʋaŋgaʋurawa nokuɗa kwokushata kwamadziɓaɓa aʋo; ʋarege kuzomuka, ʋagare nhaka yenyika, ʋazadze pasi pose namaguta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Gadzirirai vana vake pavangaurawa nokuda kwokushata kwamadzibaba avo; varege kuzomuka, vagare nhaka yenyika, vazadze pasi pose namaguta.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Gadzirirai kuuraya vanakomana vake pamusana pemhosva dzamadzibaba avo, vangadaro vakamukira nyika vakaiita yavo vakazadza pasi pano pose namaguta.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Gadzirirai kuuraya vanakomana vake pamusana pemhosva dzamadzibaba avo, vangadaro vakamukira nyika vakaiita yavo vakazadza pasi pano pose namaguta.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Gadzirirai nzvimbo yokuurayira vanakomana vake nokuda kwezvivi zvamadzitateguru avo; havazosimuki kuti vagare nhaka yenyika vagozadza nyika namaguta avo

Viz kapitola kopírovat

Isaya 14:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy