Online Bible

- Reklamy -

Isaya 14:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Hauzi kuzovigwa sezvavakaitwa pamusana pokuti wakaparadza nyika yako ukauraya vanhu vako. Zvizvarwa zvevaiti vezvakaipa ngazvirege kana kuzombodomwa zita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Hauŋgaʋigwi pamŋe cete naʋo, nokuti wakaparadza nyika yako, ʋakaʋuraya ʋanhu ʋako; ʋana ʋaʋakaipa haʋaŋgarebgi nokusiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Haungavigwi pamwechete navo, nokuti wakaparadza nyika yako, vakauraya vanhu vako; vana vavakaipa havangarehwi nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Hauzi kuzovigwa sezvavakaitwa pamusana pokuti wakaparadza nyika yako ukauraya vanhu vako. Zvizvarwa zvevaiti vezvakaipa ngazvirege kana kuzombodomwa zita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Hauzi kuzovigwa sezvavakaitwa pamusana pokuti wakaparadza nyika yako ukauraya vanhu vako. Zvizvarwa zvevaiti vezvakaipa ngazvirege kana kuzombodomwa zita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 hauzobatani navo pakuvigwa kwako, nokuti wakaparadza nyika yako ukauraya vanhu vako. Vana vowakaipa havazotaurwi nezvavozve.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 14:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy