Isaya 14:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 asi iwe warasirwa kunze, kure neguva rako sokusemwa kunoitwa kusvodza, wakomberedzwa navakaurayiwa, vaya vakabayiwa namapakatwa vanoenda mumatombo eGomba sechitunha chiri kutsikirirwa zvacho netsoka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi iwe warashwa kure nobgiro bgako, seɗaʋi rinonyaŋgadza, wafukidzwa naʋakaʋurawa, ʋakaɓayiwa nomunondo, ʋanoɓurukira kumabge egomba, somutumbu watsikwa netsoka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Asi iwe waraswa kure nobwiro hwako, sedavi rinonyangadza, wafukidzwa navakaurawa, vakabayiwa nomunondo, vanoburukira kumabwe egomba, somutumbi watsikwa netsoka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 asi iwe warasirwa kunze, kure neguva rako sokusemwa kunoitwa kusvodza, wakomberedzwa navakaurayiwa, vaya vakabayiwa namapakatwa vanoenda mumatombo eGomba sechitunha chiri kutsikirirwa zvacho netsoka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 asi iwe warasirwa kunze, kure neguva rako sokusemwa kunoitwa kusvodza, wakomberedzwa navakaurayiwa, vaya vakabayiwa namapakatwa vanoenda mumatombo eGomba sechitunha chiri kutsikirirwa zvacho netsoka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi iwe warasirwa kunze kweguva rako, kufanana nedavi rakaraswa; wakafukidzwa navakaurayiwa, naavo vakabayiwa nomunondo, avo vakadzika kumatombo egomba. Kufanana nechitunha chinotsikwa-tsikwa netsoka, Viz kapitola |