Online Bible

- Reklamy -

Isaya 14:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 nyakuita kuti nyika ive segwenga achikurira maguta ayo, vasungwa vake, asingavabvumire kudzokera kumusha?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 waishandura nyika ifanane nerenje, waiparadza maguta ayo, wairamba kusunuŋgura ʋasuŋgwa ʋake ʋaende kumusha here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 aishandura nyika ifanane nerenje, aiparadza maguta ayo, airamba kusunungura vasungwa vake vaende kumusha here?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 nyakuita kuti nyika ive segwenga achikurira maguta ayo, vasungwa vake, asingavabvumire kudzokera kumusha?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 nyakuita kuti nyika ive segwenga achikurira maguta ayo, vasungwa vake, asingavabvumire kudzokera kumusha?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 murume akaita kuti nyika ive gwenga, akaparadza maguta ayo, akasatendera vasungwa vake kudzokera kumusha?”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 14:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy