Online Bible

- Reklamy -

Isaya 14:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ʋanokuʋona ʋacakucerekedza, ʋacakutarira, ʋaciti: Ko uyu ndiye munhu waiɗeɗeresa nyika, waizunuŋgusa ʋushe;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 “Vanokuona vachakucherekedza, vachakutarira, vachiti, ‘Ko uyu ndiye munhu aidederesa nyika, aizunungusa ushe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Vose vanokuona vanokunanʼanidza, vachafungisisa zvamagumo ako vachiti, “Ndiye here murume uya akazungunutsa nyika, akadederesa ushe,

Viz kapitola kopírovat

Isaya 14:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy