Isaya 13:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 zvichivakanhamisa. Vachabatwa nokurwadziwa zvokutodemba, vacharwadziwa somukadzi ari pakusununguka. Vachangoti nde-e kutarisana vazvishayira pazvo zviso zvavo zvichidikitira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ʋacavunduka; ʋacaɓatwa nokurwadziwa namaɗambudziko; ʋacarwadziwa somukadzi unosurumuka; ʋacatarirana ʋacishamiswa; ɀiso ɀaʋo ɀicafanana neɀiso ɀomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 vachavhunduka; vachabatwa nokurwadziwa namadambudziko; vacharwadziwa somukadzi anosununguka; vachatarisana vachashamiswa; zviso zvavo zvichafanana nezviso zvomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 zvichivakanhamisa. Vachabatwa nokurwadziwa zvokutodemba, vacharwadziwa somukadzi ari pakusununguka. Vachangoti nde-e kutarisana vazvishayira pazvo zviso zvavo zvichidikitira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 zvichivakanhamisa. Vachabatwa nokurwadziwa zvokutodemba, vacharwadziwa somukadzi ari pakusununguka. Vachangoti nde-e kutarisana vazvishayira pazvo zviso zvavo zvichidikitira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kutya kuchavabata, kurwadziwa nokugomera zvichavabata, vachamonyoroka somukadzi ari kusununguka. Vachatarisana vachishamisika mumwe nomumwe wavo, zviso zvavo zvichipfuta. Viz kapitola |