Isaya 13:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Semhara iri kudzingirirwa kana kuti sehwai dzisina anodzikokorodza mumwe nomumwe achaenda kuvanhu vokwake munhu achitizira kunyika yokwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino semhara inovimŋa, ʋuye seɀipfuwo ɀisina‐unoɀiʋuŋganidza, saiɀoɀo munhu mumŋe nomumŋe ucadzokera kurudzi rwake, mumŋe nomumŋe ucatizira kunyika yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino semhara inovhimwa, uye sezvipfuwo zvisina unozviunganidza, saizvozvo munhu mumwe nomumwe achadzokera kurudzi rwake, mumwe nomumwe achatizira kunyika yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Semhara iri kudzingirirwa kana kuti sehwai dzisina anodzikokorodza mumwe nomumwe achaenda kuvanhu vokwake munhu achitizira kunyika yokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Semhara iri kudzingirirwa kana kuti sehwai dzisina anodzikokorodza mumwe nomumwe achaenda kuvanhu vokwake munhu achitizira kunyika yokwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Semhara inovhimwa, samakwai asina mufudzi, mumwe nomumwe achadzokera kuvanhu vokwake, mumwe nomumwe achatizira kunyika yake. Viz kapitola |