Isaya 13:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Naizvozvo ndichaita kuti matenga azunguzike pasi pandengendeke pabve panzvimbo yapo pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo pazuva rehasha dzake dzinotyisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Saka ndicaɗeɗeresa ɗenga, nyika icazunuŋguswa ibve panɀimbo yayo, nehasha dzaJehova wehondo, napazuʋa rokutsamŋa kwake kukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Saka ndichadederesa denga, nyika ichazununguswa ibve panzvimbo yayo, nehasha dzaJehovha wehondo, napazuva rokutsamwa kwake kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Naizvozvo ndichaita kuti matenga azunguzike pasi pandengendeke pabve panzvimbo yapo pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo pazuva rehasha dzake dzinotyisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Naizvozvo ndichaita kuti matenga azunguzike pasi pandengendeke pabve panzvimbo yapo pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo pazuva rehasha dzake dzinotyisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Naizvozvo ndichabvundisa matenga; uye nyika ichazungunuka kubva panzvimbo yayo, nehasha dzaJehovha Wamasimba Ose, pazuva rokutsamwa kwake kunopisa. Viz kapitola |