Online Bible

- Reklamy -

Isaya 13:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndichaita kuti vanhu vave vashoma kupinda ndarama yakanyatsokwenenzverwa. Kuwana vanhu kunenge kwotonetsa kupinda kuwana chidimu chendarama yokuOfiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ʋanhu ndicaʋaita ʋashoma kupfuʋura ndarama yakaiȿo‐naka, iye munhu kupfuʋura ndarama tȿene yeOfiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Vanhu ndichavaita vashoma kupfuura ndarama yakaisvonaka, iye munhu kupfuura ndarama tsvene yeOfiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndichaita kuti vanhu vave vashoma kupinda ndarama yakanyatsokwenenzverwa. Kuwana vanhu kunenge kwotonetsa kupinda kuwana chidimu chendarama yokuOfiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndichaita kuti vanhu vave vashoma kupinda ndarama yakanyatsokwenenzverwa. Kuwana vanhu kunenge kwotonetsa kupinda kuwana chidimu chendarama yokuOfiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndichaita kuti munhu ashayikwe kudarika goridhe, ashayikwe kudarika kushayikwa kwegoridhe reOfiri.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 13:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy