Online Bible

- Reklamy -

Isaya 13:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Ndicharangira nyika zvivi zvayo uye vatadzi uipi hwavo. Ndichapedza kuzvikudza kwose kwavanozvitutumadza, ndichitonhodza kuzvinyundumadza kwavasingakatare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ndicaroʋa nyika nokuɗa kwokushata kwayo, naʋakaipa nokuɗa kweɀakaipa ɀaʋo; ndicagumisa manyawi aʋanoɀikudza, nokuwisira pasi kuɗaɗa kwaʋanotyisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ndicharova nyika nokuda kwokushata kwayo, navakaipa nokuda kwezvakaipa zvavo; ndichagumisa manyawi avanozvikudza, nokuwisira pasi kudada kwavanotyisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Ndicharangira nyika zvivi zvayo uye vatadzi uipi hwavo. Ndichapedza kuzvikudza kwose kwavanozvitutumadza, ndichitonhodza kuzvinyundumadza kwavasingakatare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 “Ndicharangira nyika zvivi zvayo uye vatadzi uipi hwavo. Ndichapedza kuzvikudza kwose kwavanozvitutumadza, ndichitonhodza kuzvinyundumadza kwavasingakatare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ndicharanga nyika nokuda kwokuipa kwayo, navakaipa nokuda kwezvivi zvavo. Ndichagumisa vanozvikudza pakudada kwavo, uye ndichaderedza kuzvikudza kwavasina tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 13:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy