Isaya 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Musi iwoyo iwe uchazoti “Ndinokutendai imi Tenzi nokuti kunyange makambondishatirirwa zvenyu kushatirwa kwenyu kwakapera mukandinyaradza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nezuʋa iro ucati: Ndinokuʋoŋgai Jehova; makaŋga makanditsamŋira, asi kutsamŋa kwenyu kwakadzorwa, munondinyaradza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Nezuva iro uchati, “Ndinokuvongai Jehovha; makanga makanditsamwira, asi kutsamwa kwenyu kwakadzorwa, munondinyaradza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Musi iwoyo iwe uchazoti “Ndinokutendai imi Tenzi nokuti kunyange makambondishatirirwa zvenyu kushatirwa kwenyu kwakapera mukandinyaradza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Musi iwoyo iwe uchazoti “Ndinokutendai imi Tenzi nokuti kunyange makambondishatirirwa zvenyu kushatirwa kwenyu kwakapera mukandinyaradza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pazuva iro muchati, “Ndichakurumbidzai, imi Jehovha, kunyange makanga makanditsamwira, kutsamwa kwenyu kwakadzorwa uye makandinyaradza. Viz kapitola |