Isaya 11:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Hazvizombokuvadza kana kuparadza mugomo rangu rose rinoera nokuti panyika pachange zvino pazara nokuziva Tenzi sokuzadza kunoita mvura gungwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Haɀiŋgakuʋadzi kana kuparadza pagomo raŋgu rose dɀene, nokuti nyika yose icazara nokuziʋa Jehova, seɀinofukidza mvura pasi peguŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Hazvingakuvadzi kana kuparadza pagomo rangu rose dzvene, nokuti nyika yose ichazara nokuziva Jehovha, sezvinofukidza mvura pasi pegungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Hazvizombokuvadza kana kuparadza mugomo rangu rose rinoera nokuti panyika pachange zvino pazara nokuziva Tenzi sokuzadza kunoita mvura gungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Hazvizombokuvadza kana kuparadza mugomo rangu rose rinoera nokuti panyika pachange zvino pazara nokuziva Tenzi sokuzadza kunoita mvura gungwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Hazvingazokuvadzi kana kuparadza pagomo rangu rose dzvene, nokuti nyika ichazara nokuziva Jehovha semvura zhinji inofukidza gungwa. Viz kapitola |