Online Bible

- Reklamy -

Isaya 11:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mhou nebere zvichatofura pamwechete vana vazvo vachirara zvavo pamwechete, shumba ichafura sora semombe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Mhou neɓere ɀicacera; ʋana ʋadzo ʋacaʋata pamŋe cete; shumba icadya ʋuswa senzombe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Mhou nebere zvichafura; vana vadzo vachavata pamwechete; shumba ichadya uswa senzombe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mhou nebere zvichatofura pamwechete vana vazvo vachirara zvavo pamwechete, shumba ichafura sora semombe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mhou nebere zvichatofura pamwechete vana vazvo vachirara zvavo pamwechete, shumba ichafura sora semombe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Mhou ichafura nebere, vana vazvo vachavata pasi pamwe chete, uye shumba ichadya uswa senzombe.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 11:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy