Isaya 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mhumhi ichagarisana zvayo nehwayana mbada icharara zvayo pamwechete nembudzana, mhuru neshumba nechigondora chakakora zviri pamwechetewo, zvichifudzwa zvazvo nemwana muduku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ƃere ricagara negwaiana, iŋgwe icaʋata pasi nembudzana, nemhuru nomŋana weshumba necipfuwo cakakora pamŋe cete; ʋuye mŋana muɗuku ucadzituŋgamirira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Bere richagara negwayana, ingwe ichavata pasi nembudzana, nemhuru nomwana weshumba nechipfuwo chakakora pamwechete; uye mwana muduku achadzitungamirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mhumhi ichagarisana zvayo nehwayana mbada icharara zvayo pamwechete nembudzana, mhuru neshumba nechigondora chakakora zviri pamwechetewo, zvichifudzwa zvazvo nemwana muduku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mhumhi ichagarisana zvayo nehwayana mbada icharara zvayo pamwechete nembudzana, mhuru neshumba nechigondora chakakora zviri pamwechetewo, zvichifudzwa zvazvo nemwana muduku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Bere richagara negwayana, ingwe ichavata pasi nembudzi, mhuru neshumba nezvakakodzwa zvichafura pamwe chete; uye mwana mudiki achazvitungamirira. Viz kapitola |