Isaya 11:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Pachava nomugwagwa mukuru unobva kuAsiria, wokuitira chitsama chavanhu vake vakasara sewakaitirwa vaIsiraeri pavakabuda vachibva kunyika yeIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋanhu ʋake ʋakasara, ʋakasara Asiria, ʋacaʋa nenzira huru; seɀaɀakaitirwa Israeri nezuʋa raʋakaɓuɗa munyika yeEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Vanhu vake vakasara, vakasara Asiria, vachava nenzira huru; sezvazvakaitirwa Isiraeri nezuva ravakabuda munyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Pachava nomugwagwa mukuru unobva kuAsiria, wokuitira chitsama chavanhu vake vakasara sewakaitirwa vaIsiraeri pavakabuda vachibva kunyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Pachava nomugwagwa mukuru unobva kuAsiria, wokuitira chitsama chavanhu vake vakasara sewakaitirwa vaIsiraeri pavakabuda vachibva kunyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pachava nomugwagwa mukuru wavanhu vake vakasara, vakasiyiwa kubva kuAsiria, sezvazvakanga zviri kuvaIsraeri pavakabva kuIjipiti. Viz kapitola |