Isaya 11:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pfini dzevokwaEfuremu dzichapera, vanovenga vokwaJudha vachapera. VokwaEfuremu havachazoitira shanje vokwaJudha vokwaJudha havazotambudza vokwaEfuremu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo goɗo raʋaEfraimi ricapera, naʋanomanikidza ʋaJuda ʋacaparadzwa; ʋaEfraimi haʋaŋgagoɗori ʋaJuda, naʋaJuda haʋaŋgamanikidzi ʋaEfraimi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo godo ravaEfuremu richapera, navanomanikidza vaJudha vachaparadzwa; vaEfuremu havangagodori vaJudha, navaJudha havangamanikidzi vaEfuremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pfini dzevokwaEfuremu dzichapera, vanovenga vokwaJudha vachapera. VokwaEfuremu havachazoitira shanje vokwaJudha vokwaJudha havazotambudza vokwaEfuremu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pfini dzevokwaEfuremu dzichapera, vanovenga vokwaJudha vachapera. VokwaEfuremu havachazoitira shanje vokwaJudha vokwaJudha havazotambudza vokwaEfuremu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Godo raEfuremu richapera uye vavengi vavaJudha vachagurwa; Efuremu haachazovi negodo naJudha, naJudha haangaitire Efuremu hasha. Viz kapitola |