Isaya 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Achasimudzira marudzi avanhu chiratidzo achikokorodza vasemwi veIsiraeri agounganidza vanhu vokwaJudha vakamwarariswa kubva kumativi mana enyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ucasimudzira marudzi mureza, nokuʋuŋganidza ʋadziŋgwa ʋaIsraeri, nokuʋuŋganidza ʋaJuda ʋakaparadzirwa kumatiʋi manna enyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Achasimudzira marudzi mureza, nokuunganidza vadzingwa vaIsiraeri, nokuunganidza vaJudha vakaparadzirwa kumativi mana enyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Achasimudzira marudzi avanhu chiratidzo achikokorodza vasemwi veIsiraeri agounganidza vanhu vokwaJudha vakamwarariswa kubva kumativi mana enyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Achasimudzira marudzi avanhu chiratidzo achikokorodza vasemwi veIsiraeri agounganidza vanhu vokwaJudha vakamwarariswa kubva kumativi mana enyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Achasimudzira marudzi mureza uye achaunganidza vakadzingwa vaIsraeri; achaunganidza vakaparadzirwa vavanhu veJudha, kubva kumativi mana enyika. Viz kapitola |