Online Bible

- Reklamy -

Isaya 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 ndichakuti uvinge rudzi rwavanhu vasisadi zvaMwari ava, ndichakutuma kuvanhu vandinoda kuranga kuti undopamba nokuvatorera zvinhu nokuvatsokodzera pasi samavhu omumigwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ndicamutuma kundorwa norudzi runomhura Mŋari, ndicamuraira kundorwa naʋanhu ʋandinotsamŋira, kuti andotora ɀakapambga, andotora ɀakatapxa, aɀitsikire pasi seɗope riri munzira dzomumusha.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ndichamutuma kundorwa norudzi runomhura Mwari, ndichamurayira kundorwa navanhu vandinotsamwira, kuti andotora zvakapambwa, andotora zvakatapwa, azvitsikire pasi sedope riri munzira dzomumusha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 ndichakuti uvinge rudzi rwavanhu vasisadi zvaMwari ava, ndichakutuma kuvanhu vandinoda kuranga kuti undopamba nokuvatorera zvinhu nokuvatsokodzera pasi samavhu omumigwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 ndichakuti uvinge rudzi rwavanhu vasisadi zvaMwari ava, ndichakutuma kuvanhu vandinoda kuranga kuti undopamba nokuvatorera zvinhu nokuvatsokodzera pasi samavhu omumigwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ndiri kumutuma kurudzi rusina Mwari, ndinomutuma kuvanhu vanonditsamwisa, kundokomba nokutora nokubvuta zvakapambwa, nokuvatsikirira pasi sedope riri mumigwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 10:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy