Isaya 10:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Miti yemasango ake ichasara yava mishoma zvokuti mwana muduku angatogonawo kuiverenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Miti yakasara yeɗondo rake icaʋa mishoma, iŋganyorwa nomŋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Miti yakasara yedondo rake ichava mishoma, inganyorwa nomwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Miti yemasango ake ichasara yava mishoma zvokuti mwana muduku angatogonawo kuiverenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Miti yemasango ake ichasara yava mishoma zvokuti mwana muduku angatogonawo kuiverenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Uye miti yakasara yamasango ake ichava mishoma kwazvo, zvokuti mwana angagona kuinyora pasi. Viz kapitola |