Isaya 1:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mikuru yacho ichaita setsotso, basa rake richiita sakamoto kubarika. Zvose zviri zviviri zvichatsva pamwechete, pagoshaya anogona kuzvidzimura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Unesimba ucaʋa sorwonzi, neɓasa rake sesasaradzi dzomŋoto; ɀose ɀiʋiri ɀicatȿa pamŋe cete, hakunauŋgaɀidzimura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Ane simba achava sorwonzi, nebasa rake sesasaradzi dzomoto; zvose zviviri zvichatsva pamwechete, hakuna angazvidzimura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mikuru yacho ichaita setsotso, basa rake richiita sakamoto kubarika. Zvose zviri zviviri zvichatsva pamwechete, pagoshaya anogona kuzvidzimura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Mikuru yacho ichaita setsotso, basa rake richiita sakamoto kubarika. Zvose zviri zviviri zvichatsva pamwechete, pagoshaya anogona kuzvidzimura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Murume ane simba achava serwodzi nebasa rake sesasaradzi; zvose zvichatsva pamwe chete, pasina achadzima moto.” Viz kapitola |