Isaya 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi mukaramba muchipanduka, bakatwa richakutsakatisai nokuti ndini Tenzi ndazvireva nomuromo wangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 asi kana muciramba, mucindimukira, mucaparadzwa nomunondo; nokuti muromo waJehova wakataura iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 asi kana muchiramba, muchindimukira, muchaparadzwa nomunondo; nokuti muromo waJehovha wakataura izvozvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi mukaramba muchipanduka, bakatwa richakutsakatisai nokuti ndini Tenzi ndazvireva nomuromo wangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi mukaramba muchipanduka, bakatwa richakutsakatisai nokuti ndini Tenzi ndazvireva nomuromo wangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 asi kana muchiramba uye muchindimukira, muchaparadzwa nomunondo.” Nokuti muromo waJehovha wazvitaura. Viz kapitola |